Please use this identifier to cite or link to this item:
https://cris.library.msu.ac.zw//handle/11408/4879
Title: | Jemedza | Other Titles: | "Cry for him" | Authors: | Magwa, Wiseman | Keywords: | Jemedza Cry for him Shona novel |
Issue Date: | 2000 | Publisher: | Mambo Press | Abstract: | Rufu rwaJosiah haruna kufadza vabereki vake. Pavakaenda kundomuona vakawana mwana wavo apera kwangosara musoro chete. Vachitarisa paakanga arere paiita kunge pasina munhu.kumira kana kufamba oga Josiah aive asisakwanisi. Zvino chiiko chadya murume uyu? Kuti ndicho chirwere chiriko mazuva ano ichi? Akange aroyiwa nemudzimai wake here kana kuti izita raida kuchemedzwa paari? Mhinduro kumibvunzo yese iyi munoiwana murungano rwuno rwunonzi JEMEDZA. Rungano uru rwakarwakanyatsorukwa uye rwunonakidza chose. | URI: | http://hdl.handle.net/11408/4879 | ISBN: | 0869227548 |
Appears in Collections: | Books |
Files in This Item:
File | Description | Size | Format | |
---|---|---|---|---|
Jemedza by Wiseman Magwa.pdf | 33.52 kB | Adobe PDF | View/Open |
Page view(s)
370
checked on Nov 22, 2024
Download(s)
112
checked on Nov 22, 2024
Google ScholarTM
Check
Altmetric
Items in MSUIR are protected by copyright, with all rights reserved, unless otherwise indicated.